Tinokugamuchira pa allgood.org.au
Webhusaiti iyi inogona kukuudza nezvehepataitisi B, hepataitisi C, HIV uye zvirwere zvinotapukira pabonde (STIs). Unogona kuwana ruzivo kuburikidza nekudzvanya pamabhatani ari pamenyu iri kuruboshwe.
Kana uchida kuziva zvakawanda pamusoro pehepataitisi B, hepataitisi C, HIV kana zvirwere zvepabonde, tsvaga pakanzi ‘zviripo‘.
Dzvanya pakanzi ‘wana zvauri kuda’ kuti uwane chiremba kana kiriniki mudhorobha rauri. Unogona kuziva kana kuna chiremba anogona kutaura mutauro wako.

Unogona kuwana masangano emunharaunda umo unogona kutaura nemumwe munhu anoziva nezvekurarama neHIV kana hepataitisi. Dzvanya pakanzi ‘kuwana rubatsiro kubva kunharaunda’.

