Tinokugamuchira pa allgood.org.au


Webhusaiti iyi inogona kukuudza nezvehepataitisi B, hepataitisi C, HIV uye zvirwere zvinotapukira pabonde (STIs). Unogona kuwana ruzivo kuburikidza nekudzvanya pamabhatani ari pamenyiri kuruboshwe.

Kana uchida kuziva zvakawanda pamusoro pehepataitisi B, hepataitisi C, HIV kana zvirwere zvepabonde, tsvaga pakanzi zviripo. 


Dzvanya pakanzi ‘wana zvauri kuda’ kuti uwane chiremba kana kiriniki mudhorobha rauri. Unogona kuziva kana kuna chiremba anogona kutaura mutauro wako.



Unogona kuwana masangano emunharaunda umo unogona kutaura nemumwe munhu anoziva nezvekurarama neHIV kana hepataitisi. Dzvanya pakanzi ‘kuwana rubatsiro kubva kunharaunda’.


Webhusaiti iyi haigoni kukuudza kana uine hepataitisi B, hepataitisi C,

Webhusaiti iyi haigoni kukuudza kana uine hepataitisi B, hepataitisi C, HIV kana STI. Haikwanise kukuudza kana uchida mushonga. Unofanirwa kuona chiremba kana usina chokwadi, kana kuenda kukiriniki kunotariswa.


Unoda kuitei?


Next page

Get support from the HIV community